Isaya 49:3 BDMCS

3 Akati kwandiri, “Ndiwe muranda wangu, Israeri, wandicharatidza kubwinya kwangumaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:3 akapoteredza