Isaya 49:10 BDMCS

10 Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupisa kwegwenga, kana nokupisa kwezuva. Iye anovanzwira tsitsi achavatungamirira, uye achavafambisa napazvitubu zvemvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:10 akapoteredza