Isaya 49:9 BDMCS

9 kuti uti kunhapwa, ‘Budai,’ nokuna avo vari murima, ‘Uyai muchiedza!’“Vachadya zvokudya parutivi rwenzira, uye vachawana mafuro pazvikomo zvose zvisina zvibereko.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:9 akapoteredza