Isaya 49:8 BDMCS

8 Zvanzi naJehovha,“Nenguva yangu yakafanira, ndichakupindura, uye pazuva roruponeso ndichakubatsira; ndichakuchengeta uye ndichakuita kuti uve sungano yavanhu, kuti umutsiridze nyika uye uvagarise patsva nhaka yakaparara,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:8 akapoteredza