Isaya 49:20 BDMCS

20 vana vakaberekwa panguva yokufirwa kwako vachatizve munzeve dzako, ‘Nzvimbo iyi yava diki kwatiri: tipeiwo nzvimbo yakatambanuka yatingagara.’

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:20 akapoteredza