Isaya 49:21 BDMCS

21 Ipapo uchati mumwoyo mako, ‘Ndianiko akandiberekera ava? ndakanga ndafirwa uye ndisina mwana; ndakanga ndadzingwa uye ndarambwa. Ndianiko akarera ava? Ndakasiyiwa ndiri ndoga, asi ava, vabvepiko?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:21 akapoteredza