Isaya 50:10 BDMCS

10 Ndiani pakati penyu anotya Jehovha, uye anoteerera shoko romuranda wake? Ngaafambe murima, iye asina chiedza, ngaavimbe nezita raJehovha uye avimbe naMwari wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 50

Maonero Isaya 50:10 akapoteredza