Isaya 50:11 BDMCS

11 Asi zvino, imi mose munotungidza moto muchava nemwenje inopfuta, endai, mufambe muchiedza chomoto wenyu nechemwenje yamakabatidza. Izvi ndizvo zvamuchagamuchira kubva paruoko rwangu: Muchavata pasi mukurwadziwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 50

Maonero Isaya 50:11 akapoteredza