Isaya 51:1 BDMCS

1 “Nditeererei, imi munotevera kururama uye munotsvaka Jehovha: Tarirai kudombo ramakabviswa pariri naparuware pamakacherwa;

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:1 akapoteredza