Isaya 51:22 BDMCS

22 Zvanzi naIshe Jehovha Mwari wako, anodzivirira vanhu vake,“Tarira, ndabvisa muruoko rwako mukombe wakakuita kuti udzedzereke; kubva pamukombe uyo, iwo mukombe wehasha dzangu, hauchazounwizve.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:22 akapoteredza