Isaya 51:23 BDMCS

23 Ndichauisa mumaoko avatambudzi vako, ivo vanoti kwauri, ‘Zvambarara pasi kuti tifambe napamusoro pako.’ Iwe wakaita kuti musana wako uve sapasi, kufanana nomugwagwa unofambwa nawo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:23 akapoteredza