Isaya 52:1 BDMCS

1 Muka, muka iwe Zioni, zvifukidze nesimba. Fuka nguo dzako dzakanakisa, iwe Jerusarema, guta dzvene. Vasina kudzingiswa navakasvibiswa havachapindizve mauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:1 akapoteredza