Isaya 52:2 BDMCS

2 Zunza guruva rako: simuka, ugare paushe, iwe Jerusarema. Zvisunungure pangetani dziri pamutsipa wako, iwe nhapwa, Mwanasikana weZioni.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:2 akapoteredza