Isaya 52:3 BDMCS

3 Nokuti zvanzi naJehovha, “Wakatengeswa pasina mutengo, uye uchadzikinurwa pasina mari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:3 akapoteredza