Isaya 52:11 BDMCS

11 Ibvai, ibvai, budai ikoko! Musabata chinhu chine tsvina! Budaimo mugova vakachena, imi munotakura midziyo yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:11 akapoteredza