Isaya 52:12 BDMCS

12 Asi hamungazobudi nokukurumidza kana kuenda muchitiza; nokuti Jehovha achakutungamirirai, Mwari waIsraeri achakurindai mushure.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:12 akapoteredza