Isaya 52:14 BDMCS

14 Sezvo vazhinji vakashamiswa naye, chiso chake chakanga chakakuvadzwa zvikuru, kupfuura chomunhu upi zvake, uye chimiro chake chakanga chakanganiswa, kupfuura kuratidzika kwomunhu,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:14 akapoteredza