2 Iye akamera pamberi pake sebukira nyoro, uye somudzi pavhu rakaoma. Akanga asina runako kana chimiro choumambo kuti atikwezve kwaari, hapana chatingada pakuratidzika kwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53
Maonero Isaya 53:2 akapoteredza