Isaya 53:3 BDMCS

3 Iye akazvidzwa uye akarambwa navanhu, murume wokusuwa, uye anoziva kutambudzika. Somunhu anovanzirwa chiso navanhu, akazvidzwa, uye isu hatina kumukudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53

Maonero Isaya 53:3 akapoteredza