8 Akabviswa achimanikidzwa uye akatongwa. Uye ndianiko angataura rudzi rwake? Nokuti akagurwa kubva panyika yavapenyu, nokuda kwokudarika kwavanhu vangu, akarohwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53
Maonero Isaya 53:8 akapoteredza