Isaya 53:9 BDMCS

9 Akapiwa guva rake pakati pavatadzi, uye akava navapfumi pakufa kwake, kunyange akanga asina kuita zvechisimba, uye kunyengera kusina kuwanikwa mumuromo make.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53

Maonero Isaya 53:9 akapoteredza