Isaya 58:10 BDMCS

10 uye ukapa zvokudya zvako kune vane nzara uye ukagutsa vakamanikidzwa pakushaya kwavo, ipapo chiedza chako chichabuda murima, uye usiku hwako huchashanduka hukafanana namasikati.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:10 akapoteredza