Isaya 58:11 BDMCS

11 Jehovha achakutungamirira nguva dzose; achakugutsa pakushaya kwako munyika yakapiswa nezuva uye achasimbisa mapfupa ako. Uchafanana nebindu rinodiridzwa nemvura yetsime, sechitubu chine mvura isingapwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:11 akapoteredza