Isaya 59:6 BDMCS

6 Matandira avo haabatsiri pakupfeka; havagoni kuzvifukidza nezvavanogadzira. Mabasa avo mabasa akaipa, uye kuita nechisimba kuri mumaoko avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:6 akapoteredza