Isaya 59:7 BDMCS

7 Tsoka dzavo dzinomhanyira kundopinda muchivi; vanokurumidza kuteura ropa risina mhosva. Mirangariro yavo mirangariro yakaipa; kuputsa nokuparadza zviri munzira dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:7 akapoteredza