Isaya 59:8 BDMCS

8 Nzira yorugare havaizivi; hapana kururamisira pamakwara avo. Vakashandura nzira dzavo dzikava dzakaminama; hakuna anofamba madziri achaziva rugare.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:8 akapoteredza