Isaya 60:18 BDMCS

18 Kuita nechisimba hakuchazonzwikwi munyika yako, kana dongo kana kuparadzwa mukati memiganhu yako, asi uchatumidza masvingo ako zita rokuti Ruponeso nemasuo ako kuti Rumbidzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60

Maonero Isaya 60:18 akapoteredza