19 Zuva harichazovi chiedza chako masikati, uye kupenya kwomwedzi hakungavi pamusoro pako, nokuti Jehovha ndiye achava chiedza chako chisingaperi, uye Mwari wako achava kubwinya kwako.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60
Maonero Isaya 60:19 akapoteredza