21 Ipapo vanhu vako vose vachava vakarurama, uye vachatora nyika kuti ive yavo nokusingaperi. Ndivo mabukira andakadyara, basa ramaoko angu, kuti ndiratidze kubwinya kwangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60
Maonero Isaya 60:21 akapoteredza