Isaya 60:22 BDMCS

22 Mudikisa wako achava chiuru, mudiki achava rudzi rune simba. Ndini Jehovha, munguva yacho ndichazviita nokukurumidza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60

Maonero Isaya 60:22 akapoteredza