Isaya 61:6 BDMCS

6 Ipapo imi muchanzi vaprista vaJehovha, muchanzi vashumiri vaMwari. Muchadya pfuma yendudzi, uye muchazvirumbidza nepfuma yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 61

Maonero Isaya 61:6 akapoteredza