Isaya 61:7 BDMCS

7 Pachinzvimbo chokunyadziswa kwavo vanhu vangu vachagamuchira migove miviri, uye pachinzvimbo chokunyadziswa vachafara munhaka yavo; nokudaro vachagara nhaka yemigove miviri munyika yavo, uye mufaro usingaperi uchava wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 61

Maonero Isaya 61:7 akapoteredza