Isaya 61:8 BDMCS

8 “Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira; ndinovenga kupamba nezvakaipa. Mukutendeka kwangu, ndichavapa mubayiro uye ndichaita sungano isingaperi navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 61

Maonero Isaya 61:8 akapoteredza