Isaya 62:1 BDMCS

1 Nokuda kweZioni handinganyarari, nokuda kweJerusarema handingarambi ndinyerere, kusvikira kururama kwake kwapenya samambakwedza, noruponeso rwake somwenje unopfuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62

Maonero Isaya 62:1 akapoteredza