Isaya 62:2 BDMCS

2 Ndudzi dzichaona kururama kwako, namadzimambo ose achaona kubwinya kwako; iwe uchadaidzwa nezita idzva richataurwa nomuromo waJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62

Maonero Isaya 62:2 akapoteredza