Isaya 62:11 BDMCS

11 Jehovha akaparidzira kumagumo enyika achiti, “Uti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Muponesi wako ouya! Tarira, mubayiro wake anawo, uye kuripira kwake kunomutevera.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62

Maonero Isaya 62:11 akapoteredza