Isaya 62:10 BDMCS

10 Pfuurai, pfuurai napamasuo! Gadzirirai vanhu nzira. Vakai, vakai mugwagwa mukuru! Bvisai mabwe. Simudzirai marudzi mureza.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62

Maonero Isaya 62:10 akapoteredza