9 asi ivo vanokohwa ndivo vachadya uye vacharumbidza Jehovha, uye vaya vanounganidza mazimbiringa ndivo vachainwa mumavazhe eimba yangu tsvene.”
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62
Maonero Isaya 62:9 akapoteredza