Isaya 65:19 BDMCS

19 Ndichapembera pamusoro peJerusarema, uye ndichafarira vanhu vangu; maungira okuchema kana kurira haachazonzwikizve imomo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 65

Maonero Isaya 65:19 akapoteredza