Isaya 66:17 BDMCS

17 “Vaya vanozvinatsa nokuzvichenesa kuti vaende mumapindu, vachitevera munhu ari pakati paavo vanodya nyama yenguruve nembeva uye nezvimwe zvinhu zvinonyangadza, magumo avo achava mamwe chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 66

Maonero Isaya 66:17 akapoteredza