Isaya 66:18 BDMCS

18 “Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 66

Maonero Isaya 66:18 akapoteredza