Isaya 7:1 BDMCS

1 Zvino Ahazi mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, paakanga ari mambo weJudha, Mambo Rezini weAramu naPeka mwanakomana waRamaria mambo weIsraeri vakauya kuzorwa neJerusarema, asi havana kugona kurikunda.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:1 akapoteredza