Isaya 7:2 BDMCS

2 Zvino imba yaDhavhidhi yakaudzwa kuti, “Aramu yabatana neEfuremu;” saka mwoyo waAhazi nemwoyo yavanhu vake yakazungunuswa, sokuzungunuswa kunoitwa miti yesango nemhepo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:2 akapoteredza