Isaya 7:20 BDMCS

20 Pazuva iro Jehovha achashandisa chisvo chakakumbirwa kubva mhiri kwoRwizi, kuna mambo weAsiria, kuti avevure misoro yenyu nemvere dzomumakumbo enyu, uye kuti abvisewo ndebvu dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:20 akapoteredza