Isaya 9:12 BDMCS

12 VaAramu vachibva nokumabvazuva navaFiristia vachibva nokumavirira vakapedza vaIsraeri nomuromo wakashama.Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake ruchatongotambanudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 9

Maonero Isaya 9:12 akapoteredza