11 Shoko raJehovha rakauya kwandiri richiti, “Jeremia, uri kuonei?” Ndakapindura ndikati, “Ndiri kuona davi romuti womuarimondi.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 1
Maonero Jeremia 1:11 akapoteredza