Jeremia 1:12 BDMCS

12 Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka, nokuti ndiri kutarira kuti ndione kuzadziswa kweshoko rangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 1

Maonero Jeremia 1:12 akapoteredza