Jeremia 11:14 BDMCS

14 “Usanyengeterera vanhu kana kupa chikumbiro chipi zvacho kana kuvakumbirira, nokuti handizoteereri pavanodana kwandiri panguva yokutambudzika kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11

Maonero Jeremia 11:14 akapoteredza