Jeremia 11:17 BDMCS

17 Jehovha Wamasimba Ose, iye akakusima, atema chirevo chezvakaipa kwauri, nokuti imba yaIsraeri neimba yaJudha vakaita zvakaipa, vakanditsamwisa nokupisira Bhaari zvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11

Maonero Jeremia 11:17 akapoteredza