16 Jehovha akati ndive muti womuorivhi uno upenyu, une michero yakanaka yakaurungana. Asi nokutinhira kwemhepo ine simba achautungidza nomoto, uye matavi awo achavhunika.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11
Maonero Jeremia 11:16 akapoteredza